Includes unlimited streaming of Waiting For Soon to Come
via the free Bandcamp app, plus high-quality download in MP3, FLAC and more.
ships out within 3 days
Purchasable with gift card
$12USDor more
lyrics
4.)Madzvinyu (Lizards): Mai mwana ndaona madzvinyu, ndaona madzvinyu asina ndaona. Ndaona madzvinyu asina muswe. Ndaona madzvinyu achitenderera mumba. Zvirikufamba seiko. (I have seen some lizards without tails, making some rounds in the house-What is going on here?)
Ndaona madzvinyu asina muswe ndaona madzvinyu asina muswe achitenderera mumba yakaendepiko miswe yacho. (I have seen lizards with no tails around the house-Where have their tails gone?)
Hama dzangu dzave nemibvunzo pandiri. Kuswera kundenderedza iwe. (My relatives have many questions for me as I spend my days following behind you.)
Shamwari, dzave nemibvunzo pandiri kuswera ndichikuitira zvose. (My friends have questions for me, spending my days doing your chores as well as my own.)
Hapana rudo rwakadaro. (This is no kind of love.)
Mudzimai wakenyanya unozondinyanyira kuswera ndichikuitira zvose. (My wife you are too much; manipulating me into taking care of every little thing, assuming all the responsibilities, doing all the work and being her servant.)